Connect with us

Local News

WhatsApp Updates: ENOUGH IS ENOUGH – 6 July Chabvondoka – Zimbabweans to go on NATIONAL STRIKE

Published

on

protest2

WhatsApp Updates: ENOUGH IS ENOUGH – 6 July Chabvondoka – Zimbabweans to go on NATIONAL STRIKE to protest against Zanu-PF…. A message going round on WhatsApp is telling every Zimbabwean to STRIKE… The message reads:

ENOUGH IS ENOUGH . 6July Chabvondoka

Zimbabweans its time to wake up . Lets rise and save our beloved Zimbabwe . Our Government nolonger cares for us : Munyika hamuchina mabasa but tirikuzama kuzvichengeta tega kuti tirarame and they are blocking all channels dzinotiwanisa mari . They have banned the importation of goods vachida kuti titenge zvedu zvinodhura . Munyika hamuna mari and the Gvt is failing to pay maCivil servants . Vanhu vanga vachirarama nekunohodha kunze ikozvino vavakutirambidza kupinda nezvinhu .Wch industry are u protecting ?Let the industry compete with imports until it produces cheap affordable goods and we will decide tega wch1 to buy.People wre surviving nekuCrosser Border saka mukuda kuti vachengete mhuri nei?

Stop telling us about import Licences because we know they will be given to Mphoko ,kasukuwere ,Obert Mpofu and other Ministers . Mapurisa hobho mumugwagwa vachibira vanhu mari . Unosungira munhu sparewheel zvinei newe ?Munosungira vanhu Fire extinguisher yekudii nayo ? Ikabvira hazvina basa imota yangu . And 95% of motorists dont even know how to operate that thing ,kungoremedza mota zvisina basa. We want the Government to Lift up the Ban on Imports and to Remove or Reduce the Zimbabwe Roadblock Police (ZRP) from our roads and to remove Spotfines untill we have money as a matter urgency before Wednesday 6 July 2016. Zimbabweans dont go to work as from 6 July till vagadzirisa zvinhu izvi . Burn every Shop, Service Station or any Business that will open its Doors for trading . Block all roads with whatever you can . Block all traffic and if they resist Burn the Cars .

No Cars on the Road by 6 july .if any1 resits endai munoipisira pamba pake or ku Car park manheru . Mukaona anenge arohwa nemupurisa tsvagai mupurisa wekubata mumuzvambaradze mudzinzvimbo dzenyu dzamunogara . For any1 anenge abatwa nemupurisa tsvagai pamba panogara or kuroja mupurisa mumurikitewo .ZRP Just let us do the Demo in Peace and we will leave you in Peace as well .Hatingaregi vanhu vekuSouth Africa vachitirwira isu takaisa mawoko muhomwe . 6 July Ngachibvondoke munyika yose . MaYouth ese pliz start mobolizing support . Hazvinei nemusangano izvi . 6 July Ngachibvondoke … Pliz forward to All your Contacts , facebook , whatsapp ,gmail etc

Loading...
Advertisement
Advertisement

Trending