Weekend out neshamwari dzekubasa – Ndakakwesha kababe kuseri kwemuti Kondom Rikaputika

0
3203

Weekend out neshamwari dzekubasa – Ndakakwesha kababe kuseri kwemuti Kondom Rikaputika!

Yainge iri monthend apa iri weekend and tainge tichangobva kutambira saka ndakaudza vamwe vangu vataishanda navo kuti guyz we spend more time tese kubasa ko ngatibatanidze tumari tombonoita braai kupark touya nefamily dzedu kune vanayo isu mabachelor touya tega kkkkk. Saka everyone agreed tainge tiri about 10 tichibva tabvisa R100 each ndokuyenda kunotenga nyama yeR1000 madrinks munhu waiwuya neako. The woman vaizotora everything and make salads kuti tidye hedu tichafara tisiri kubasa.

hakandipa kuita izvi pane babe randainge ndakateya randainge ndanzwa kuti kana rikadhakwa rinorasa muswe apa mwana ainge akanaka and ndaida kumbonzwawo kuti anonaka sei coz 3 vakomana vekubasa vese vaiti vakapfuura nepo. Tasvika kuparty vanhu vakanwa doro imi iko kachirova ma Ciders apa kainge kakutotaurisa ndikaziva kuto kainge kakoriwa. Ndakatanga kuswedera kwaari ndichibva ndamuzevezera munzeve ndokuti ndakanzwa kuti unonaka ichokwadi here? Akabva ati asi urikuda kuita taste here ndikabva ndati ehe but toonana kupi zvikanzi ukangotadza nhasi haufe wakagona futi saka make a plan now, ndichibva ndamuti saka chero pano zvinoita akabva anditarisa ndokuti I like the way you think pane vanhu ndipo panonakidza coz munenge muchitya kuti ko tikabatwa.

Ndakayenda kuneimwe shamwari yangu ndikati sha unecondom here achibva aburitsa muwallet apa didn’t know kuti vamwe vanhu vachiri kufamba nesalt muhomwe pavanoenda kunovhima.Ndakafara ndokudzokera kune babe riya apa kaiva kaslim kakareba ndokuwedzera kureba mama heels ainge akapfeka obva ati kamini skirt zvichibva zvasiya makumbo ese panze. Ko zvekubirira masasi eharare hazvina romance kungobata bata beche chete mboro wobairira. Ndakabairira after ndambobata zvishoma ainge asina kunyotsotota ndaitotya kuti she was to dry asi ndakakoira zvakadaro , ndaita mastrokes akati wandei ndakanzwa kuti kudziya kwacho kwanyanyisa apa semunhu arova nekumashure ndakaiburitsa so ndikaona rubber recondom rava kumusoro apa rainge raputika

Handina kuda kuzviratidza kuti raputika zvikanzi dzosera kani wabuditsirei ndakuda kutunda dzosera kani, ndakaita kunge hapana chandaona ndokuti bvoo mwana ayinaka iyeye mhani asi ndakangozviudza kuti pavakomana vese vainge vakamusvira pamwe ndotova ne AIDS because babe iroro raisvirisa kani ainge asina basa kuti urikuda straight here kana nyoro.Ndakakoira zvine speed munongoziva kuti dzimwe nguva kana wadhakwa kutunda kwako kunonoka, ndakanzwa munhu akuti nhaiwe ko haupedze here. Ndakabva ndawedzera speed yekukoira ndokutadza kuiburitsa ndiye tsssaaaaa tssasaaaa tsaaaaa ndikanzwa munhu akuti aaahh iwe ko waitei ndichibva ndati ko chii zvikanzi buritsa mboro yako tione. Tese tichibva tangoti aaah shit at the same condom rabooka.

Ndakawona munhu ava worried ndikati sorry sha pamwe ndosaka zvanga zvakunyanya kunaka but handina AIDS iye ndokuti I am not worried about that ko ndikaita nhumbu sha ndakabva kugezwa chibereko and chances are ndinogona kuyita nhumbu anytime. Akanditi ndati I am not worried about AIDS achiti akabva kuita test last week chaiyo, ndakanzwa moyo wangu uchifara but ndakabva ndakutya kuti ko kana akaita nhumbu ndichayita sei.

 

Loading...