Connect with us

Makuhwa Reloaded

Vamwe vanoti yekumukira ndoinonaka – Ko iwe inonyanyokunakira papi?

Published

on

makuhwa

Vamwe vanoti yekumukira ndoinonaka, vamwewo ndovanoti veduwee kana wakunorara ndopainonyatsonaka.

Kune vamwewo vanoti yemasikati kwaakumberi.But vazhinji vanoti yepa weekend inonyanyotinakei nekuti unenge usinga mhanye mhanye kana kuenda kubasa.

Asi vazhinji kwazvo vanoti ivo ukairavira kuchitonhora hauzofe wakada kuishaya nekuti unonyatsonzwa kudziya kwayo ichinyatsodzika zvishoma nezvishoma. Ko iwe unotiwo
inonyanyokunakira papi iyo. TEA???

Loading...
Click to comment

Drop us a Comment

Advertisement
Advertisement

Trending