Connect with us

Makuhwa Reloaded

New Maid andiuraya nemaMini Skirts

Published

on

Musikana

New Maid andiuraya nemaMini Skirts. Last week i got home and found kune mumwe musikana that i didn’t know. She introduced herself and told me she was the new maid. I greeted her and went to the bedroom to change. Wifey arrived from the shops and explained that the new maid had come from Chivhu and anonzi Memory.

First days were fine but problems started paWeekend when she got Saturday off. I was sitting outside reading my stories on Masasi eHarare Dzebonde section. Saka nyere was already there last thing i wanted was what i saw next. Akabuda Memory akananga paGate akapfeka kaMini Skirt kadiki diki. Ndakamutarisa achifamba kusvika abuda paGate. Ndakasara ndichinzwa zvakawanda and panga pakaipa pandakazobata mai mfana coz ndanga ndisina tsitsi ndaingoona Memory mumusoro mangu…

Akadzoka kuma8 manheru and tanga tatove muBedroom so handina kumuona. But kubva musi uyu akupfeka maMini chete. Even when she is sweeping the house, imini chete. Mumwe musi i even noticed kuti anga asina panty mumini imomo.. Please help me ndodii nhai coz museyamwa vakugara vakamira naMemory uyu…

New Maid andiuraya nemaMini Skirts

Should i confess to my wife? Please help me…

Loading...
3 Comments

3 Comments

  1. Bigest Mbo

    15/03/2016 at 3:12 pm

    You are being targeted, be Careful with your marriage.

  2. Salam Aleiko

    06/08/2016 at 11:58 pm

    nonsense

  3. Anonymous

    15/06/2017 at 7:53 pm

    Ari duzvi

Drop us a Comment

Advertisement
Advertisement

Trending