Ndingawanepi mushonga wekuti murume wangu afunge ini ndega?

0
2125

Ndingawanepi mushonga wekuti murume wangu afunge ini ndega?

Mushonga wekuti murume wako afunge iwewe chete unawo kare. Mushonga uyu uno gadzirwa nokuvhenganisa zvinhu zvinoti chiuno, rudo, unyanzwi hwekufidha, uye kusununguka pakutaura. Unokwanisa kupedza mari uchinotenga zvimwe zvinotengwa asi haufi wakawana umwe mushonga unopfuura uyu.

Loading...

Muchangoroorana, pedza nguva nomurume wako muchidzidzisana kusvirana zvinogutsa uye kutaudzana zvinonzwisisanwa. Chete chete. Mobikirana modya mese muchita nyaya.

Usafa wakakanganwa izvi. Mushonga ndiwe nemafungiro ako.

Comment with your Facebook

comments