Ndingaita sei kana murume asingadi kutamba neni pabonde

0
4334

Ndingaita sei kana murume asingadi kutamba neni pabonde.

Mhinduro…

Kana uchiti haadi kutamba newe pabonde uri kureva kuti haadi kumbotanga maitisana zemo mozovsvirana here kana kuti haatombodi zvokusvirana zvacho?

Kana asingafariri kumbotamba tamba muchibatana nokukisana nokupuruzirana nokukwenyana pamberi nokusvetana minyatso, etc, iwe ndiwe unotomuratidza kuti zvinhu zvinotonakawo kuzviita. Unotanga nokunanzva nzeve dzemurume. Hazviiti kuti umunanzve agotadza kumira mboro. Unokwanisazve kusveta minyatso yake zvinova zvinomisa mboro zvakare. Unokwanisa kumukisa pamuromo, nokumupuruzira mboro wopota uchifuridzira. Kudziya kwemweya wekufuridza nawo kunomisa mboro zvinofadza chose. Kana waona kuti mboro yamira chimbodetemba mutupo wake umuudze kuti kuona yakamira kunokufadza chose.

Mangwana anokurega uchitambazve nayo mopedzisira moita tsika yokumbotamba musati mapinzana.

Kana asingadi kusvirana zvachose pane nyaya dzamunofanira kugadzirisa nokuti mucharambana nguva isina kupera yakawanda.

Loading...