Ndakasvirira Supervisor mutoilet kubasa, vakaita kuigarira ndokutanga kukoirira!

0
5295

Ndakasvirira Supervisor mutoilet kubasa, vakaita kuigarira ndokutanga kukoirira! Wainge uri musi weFriday apa vanhu ndipo pavaibvumidzwa kupfeka zvavanoda havo asi mazuva ese tapfeka formal wear chete.

Musi uyu ndakanonoka kubasa ne 10mins ndikasvika ndichideedzwa na supervisor kuoffice kwake and pandaiyenda ikoko mumwe muface wangu akabva ati iwe Kells mapfekerwo akaita supervisor nhasi uchabuda mboro yakamira , ndakaramba coz she has always been the most decent woman that I know pavasikana vese vandaishanda navo.Ndakapinda muOffice ndikaita kunge arohwa nesimbi mumusoro coz ndakaita rimwe dzungu ndawona supervisor vakafongora vachitora file mu drawer apa bhurugwa vainge vasina ndainyatsoona mapage ematinji avo kuzoti skin yacho, ha mhani masasi eharare kuita kunge inogezwa nemukaka everyday.

Akavhunduka achisimuka paye ndokubva ati hauzive kuti you knock here, this is my office not the bathroom, ndakati I am sorry hapana zvandawona zvikanzi I know waona zvese. Ndipo paakati I hate mabhurugwa anondisvuura maside angu plus ndatojaira kugara ndisina, from no where ndichibva ndati saka everyday haupfeke bhurugwa. Akabva aseka ndokuti back to business akabata file rangu zvikanzi I have been monitoring basa rako and handisi kufara coz unogara wakanonoka ne 10mins manje boss vati inini ndikayenda on leave iwewe hauzokwanisi kusvika in time kuvhura pano pabasa.What I am saying is ndirikuda kuti uve Ass Supervisor wangu, what do say? Ndakabvunza ndikati when do you want answer zvikanzi right now.

continue reading on next page….

Loading...