Ndakasvirana namainini Getty ndikanzwa vakusura nekunakirwa!!!

0
4474

Mainini Getty vanga vawana attachment kune imwe company irimutown mataigara nefamily yangu. I had to go out of my way kuti muramu awane attachment sezvo varikuita degree ravo re accounting paUZ. Nemusi uyu madam vangu vakamuka vachirova zvavo cleaning pamba ini ndakatozorora hangu.

Ku11am ndakanzwa zvakunzi endai munotora mainini vasvika. Ndakapinda mumota yangu BMW X5 ndakananga kurank zvangu ndokubva ndasvika vatomira kare nemabags avo, apa she was looking like munhu ainge akatsamwa nekunonoka kwandainge ndaita. Mainini is very impatient when it comes to time. Ndakangosvika neku apologiser ndichiti musanditsamwira got delayed netraffic, ndakadaro ndichiisa mabags mumota, ndikaona shasha yaakusekerera manje, zvikanzi this is the last time yamunonoka kuuya kuzonditora. Muchawana ndatorwa nevamwe. Mainini vangu vakabatana, vanoita aerobics saka kasexy chaiko kubatana kwavakaita, mahips, handingataure masasi eharare. Mazamu akanga akati twii kunge asati abatwa asi ndaiziva kuti mainini vangu vanoshereketa since ndakambovabata vachiona pono vakanditi I am learning new skills bamukuru.

Ndakaseka hangu that time but handina kuudza sisi vake.Tainge tiri close hedu takauya tichiita nyaya mainly dzekuchikoro sevanhu vainge vasati vaonana for almost gore rese. Mukadzi akanaka iyeye, akabatana zvekuti pfungwa dzechihure dzaingouya dzega pasina akutuma nekungowona zvidya zvavo izvo ndaingopota ndichibira bira kutarisa and ivo vaizviona zvavo because a few times my eyes were caught offside. Takasvika kumba a bit late nekuti tainge tapfuura nepa nandos, because ndoziva favorite yavo lemon and herb well done chicken neFrench salad. Ndakaramba ndichimu reminder nyaya yemagaro ake akange akaumbana zvaimwisa mvura, aiti achifamba anotamba tamba so zvekuti waigogana kudonha rute. Ndakamuti mainini makabata aya, takaseka tichibva tapinda mumba tikasvika mukadzi wangu agadzira heavy lunch ndokubva tadya as a family.

Tiri patable ipapo ndakanzwa ndichigumiwa nezvigunwe pasi petable kusvika padhuze nemachende ndakatarisa mukadzi nekuti ndaiziva kuti haaite zvakadaro ndikawona achitosimuka patable ndipo pandikaziva kuti mainini ndivo vaitamba neni, ndakavatarisa ndokubva vakunanzva malips avo uku vachishiringinya shiringinya zviya zviri suggestive. Ko ndeipi iyi yavange vauya vakandirongera this time? Varikuda zvekukwirwa here kana kuti varikungotamba zvavo nemuswe wavasekuru. Vanamainini vanonetsa ava, unogona kuita miscalculate the moves aukanyondera shondo mujecha. Nadakatanga kunetsekana nepfungwa trying to figure out her exact intention. But nechemumoyo ndichingoti dai zvikava izvo zvandaifungawo mumoyo mangu. Ko vaidireiko kutambira kunonyudza idzo ngwena dzakamuka? Vana vadiki havazive zvekutamba nazvo nhai?

continue reading on next page…

Loading...