Ndakanyatsomuzhaka nayo mboro apo ndichigwinha gwinha ndichimutundira mukati

0
2527

Ndakanyatsomuzhaka nayo mboro apo ndichigwinha gwinha ndichimutundira mukati! Takasvika pa fantasyland iya pane foot bridge kuma around 2200hrs pa Pizza Inn boys dzangu dzichida kutenga pizza yekuvhara vakadzi vavo nekudhakwa kwatainge takaita ipapo.

Pavakaisa ma orders avo ndakabva ndaendawo pacounter, ndakamira panext nemumwe muface wangu ainge ane shamwari yake nemukadzi wake, mukadzi ainhuwirira iyeye. Shavi rechihure rakabva randibata ipapo masasi eharare, ndakabva ndangozevezera kumukadzi uya ndikati  ende amai murikunhuwirira, asi please musaite  kuti murume wenyu anzwe kuti ndirikutaura nemi nekuti ndingarohwa honai ndakatodha zvangu mundiregerere shuwa, mukadzi uya akaramba ari zii, hana yangu ndokubva yarova kuti ndichatengeswa ndikamamiswa.

Ndakabva ndati sorry henyu ndokumbirawo number dzenyu ndozoita apologise ndirisobber ndinenge ndakutsamwisai, ndakaburitsa fone yangu muhomwe, ndokubva ndaiita slide nemuhapwa mavo vaya ndokuvapa ndikazevezera again kuti isai number dzenyu ndozokumbira ruregerero makuseni mangwana, hameno zvivindhi zvese izvi zvaibvepi, ende mboro, mboroka dzinotiparira veduwe. Amai vaya vakaramba vari zii, ndokutora fone yangu ndokuisa number. Ndakafunga kuti ndapiwa number dzekunyepa, I did not try them or what ndakabva ndaisa fone yangu muhomwe ndikabva ndaenda kunogara pasi, amai vaya nemurume wavo vakatora chikafu chavo ndokubva vaenda havo, takasara tichitorawo chedu chikafu ndokubva taenda ndichinosiiwa hangu kumba coz ndanga ndaa nuisance nekudhakwa.

Ndakasvikowanawo chimoko muromo uri mumhuno kumba ndikati kupedza nyaya kusvira munhu, mukadzi wekumba ukasvikosvira nyangwe wakadhakwa akatunda chete watopedza nyaya dzese, ndakamurova bhutu akanakirwa zvekuti akarara akandigumbatira husiku hwese. Ndakafumogaya zvakaitika ndokurangarira kuti ndakapihwa number ndikabva ndati better kudzifoa.That was around kuma 11:00am ndakaita hide ID pafone ndokubva ndafona, ndikanzwa “private number hallo”, ndikati mamuka sei amai makandipa number  nezuro muri free here ndiite apologise, zvikanzi haa taura hako ndirindega muface ayenda kunotenga chingwa saka taura hako, ndikati shuwa amai sorii henyu nezuro I was drunk, zvikanzi ko dai ndakaudza murume wangu kuti ukundinetsa waiita sei ndikati ndaingomamiswa, but all the same sorry henyu, zvikanzi asi sei wakaita zvivindhi iwe ndikati ndikakuudzai hamutsamwe here zvikanzi ha maya ndikati I will tell you direct.

 

Amai  ndakaona trouse ramaive makapfeka pamakasvika , ndanga ndakadhakwa hangu asi ndakaona beche kufutirira mboro yangu ikabva yatomira, “kikikiki ende une musikanzwa mwana iwe unombonzi aniko zita rako” ndikati ndinonzi Kells. Zvikanzi Kells ndikati ehe zvikanzi hiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiiii, umm ndiwe here kana kuti urikunyeba ndikati ndini amai zvikanzi iiii ende hauite ende ndafara ndakuona, ndaitogaya kuti hameno rimwe zimunhu rakakura rakashata ini, ko zvawakasvika wani hwaiva husiku hawo asi ndakaona handsome idzo, ummm ita tigoonana again, ndikati komuface zvikanzi haa akangouya for holiday chete arikudzokera kuSA kubasa ndinenge ndasara ndega pamba ndikati kovana zvikanzi since takaroonana tavane 4 years hatina mwana ndikati zvakanakai amai airtime yangu yapera zvikanzi ndiitumire please call nenumber dzako ndigokufonera ndikati asi kwete mahusiku coz ndenge ndavakumba namadam zvikanzi haisi problem.

continue reading on next page….

 

Amai vaya havana kufona pese apa, takazoti musi wa 31 manje masikati ndokuona fone yapinda ne private number , ndokudaira zvangu zvikanzi ndeipi Kells ndiTracy takasangana kuold fantasyland, ndikati ah ndeipi amai murisei zvikanzi hapana urikupi ndikati ndirikuFio kwe brother yangu zvikanzi ko wife ndikati yakabaya kuMarondera kumba kwamudhara vanodzoka maybe after new year ndikati kurisei zvikanzi kana uchikwanisa huyaka kuzorindira new year urikumba kwangu ndakamboramba ndakanyarara semunhu ndainge ndisina kuzvinzwa apa zvavainge vataura zvaierera neropa remuviri wese mboro yangu ichibva yamira zvekuti ndakatomboisa maharzards mota ndikapaka, zvikanzi hallo Kells uripo here ndikati ndazvinzwa ndakapiwa address kumalborugh kudhuze neku nurses council uko ndo area yacho. Ndakaenda kumba ndokunogeza from there ndakabva ndayenda kumba kwaTracy, ndakasvika asi hana yairova kuti maybe it’s a trap, nekuti  kubva musi wandakabatikidzwa kumba nemukadzi ndainge ndisisade zvevakadzi vevanhu especially kusvirira kumba kwavo tsuro haiwanzopona rutsva kwaviri.

Ndakasvikotambirwa nemaoko zvese nemakumbo marefu ndokunzi gara pasofa hako ende usambotya hako tiritega pano, plus kubva zvawakandiudza kuti ndiwe Kells beche rangu rakabva ravhita wena from that day I can’t stop fantasizing uchindisvira , dzimwe nguva ndaitozvisvira nechigunwe ndichiona face yako till ndatunda and I am your fan ndoverenga nyaya dzako everytime ndichiswera beche rakatota manje nhasi uchapedza nyaya dzako dzese, but ndoziya sei kuti ndiwe zveshuwa ,ndokubva ndatora laptop yake then I logged in  ndokubva aona ndapinda mu account yangu, haana kutaura she just kissed me zviri deep pamuromo.

 

Ipapo ndakanzwa hana yangu ichirova ropa richibva ramhanya nemiri wese kumboro ichibva yamira kuti twiii, ndakamubata mumafudzi ndokumondonzera pedyo neni mazamu ake ndokubva anyatsotsikirira pachest pangu, Tracy  ane ma pears like mazamu anetuminyatso tunobairira kana twamira, chekutanga ndakasverera beche ndokunzwa iweeeeee, wati kufuta here uku plus kutota asi ndanga ndisati ndamubata just a kiss anga atototesa, and I think ainge atotesa kare ndisati ndasvika, Tracy haasi mudhafu haasi mutete, mukadzi ari pakati nepakati and not very dark in complexion but ane nyama dziri tense dzakasimba and mahips nematako zvese zviri average, ndakanzwa zvinyaridza mhata kuyerera pamusoro wemboro ndikabva ndanzwa kupera simba rose. Ndakanyatsonzwa nemabatiro aaindiita kuti munhu uyu arikuda kusvirwa neni. Tracy haana kuda kuwesta nguva ndakaona atova busy kumabhatani ebhurugwa rangu nekuvhura zip, pasina nguva ndanga ndisisina zvese ne pant aakutobvisa t-shirt yandainge ndakapfeka.

continue reading on next page….

 

Ndakaona asimudza maoko kunge munhu ariku surrender meaning aida kuti ndimubvise hembe dzake, ndakamubvisa kusvika tese zvino tava musvo chaiwo tatarisana, Tracy akatarisa kuzasi ndokuona muromo wake uchishama zvishoma apa anga aona mboro yangu yakachecheudzwa apa musoro uchinge howa, yakamira tsinga dzakati tara tara rute ruchiyerera muzvidya umu. Ndakamudhonzera kwandiri zvinyoro nyoro, ndokuuya and we started kissing zviri deep , ndakamukisa muhuro ndichimubata zvine power musana, ndakanzwa mwana ofemera mudenga ndokundidhonzera mu bedroom make, ndakasvika ndikamuti rara nedumbu, ndakabva ndatanga kumumasaja ndichimukisa kubva mumusoro, muhuro, musana, matako, zvidya, kusvika mutsoka, ndakamutendeudza ndokutanga kumukisa kubva mubvudzi, muhuro, mazamu!!!. Ndakambomira ndakadaro ndokutanga kunanzva matits ake ndichiarumirira zvishoma zvinorwadzirira kure kure, ndakadzika zvishoma ndokukisa dumbu rake zvidya netsoka ndobva ndadzoka pabeche apa.

Pandakatanga kunanzva beche ndakaona Tracy achimerera mapundu miri wese zvikanzi Kells shhhh aaaaa handisati ndambodyiiii… achikombama miri wese achibata musoro wangu achiuitsikirira pabeche, Tracy akakoirira  rurimi rwangu ini ndikati ita stead baby ndinatsokunakira, haana kutora nguva ndakanzwa mwana otunda ndobva ndamira kudya beche, akatunda ndobva atura zibefu ndokusvinura achibva andikisa akaramba akandimbundira, asi inika mboro yainge ichiri yakamira. Ndakamukotamisa ndokubva abata mubhedha wake ndobva ndaishwetedza zvinyoro nyoro kusvika ndaisa mberi mberi ndikanzwa kuti ndaakugumha mapapu ake chaiwo, Tracy akashinyira asi ndichiona kuti arikunakirwa nemboro big time, ndakanyatsomuzhaka apa mboro yainge yakazadza matadza ese ebeche yakazara kuti pamukati,Tracy ainge zvino ongoshinyira achishaya kuti odii nekunakirwa, maiwee zvangu kani mai kani mai kaniiii, aibata musoro neruoko one obata matako omavhura kuti mboro inatsopida mubeche.

Loading...