Ndakange dzane mazuva ndisina kusvirwa because of basa!

0
16612

Ndakange dzane mazuva ndisina kusvirwa because of basa!

Yedu yekutsvaga mari iyi, ndaishandira kuneimwe muJoburg saka graft raigara raka pressa everytime. Ndaingoti kana kubasa kukanzi kuri kudiwa munhu weovertime ndini ndaiva pekutanga zviya zvokuti ndatoita kunge munhu aiva pa compaign yekuva manager but it was just situation panguva iyoyo. Ndaichengeka kamwana kangu one kandakapihwa nerimwe boora ngoma ndichikura, ndaiyenda kuchikoro maWeekends plus rent saka ndaida kuti zviyite balance way before mwedzi wapera kuti nditsvagewo ka one day kumboitawo zvimwe zvisinei nebasa kana chikoro.

Ndakashanda zviya zvokuti in two weeks mari yangu for the month yainge yakwana saka ndakabva ndakumbira 3 days kubasa kuti ndiyite off nekushanda kwandaiyita it was no problem maboss akabva atoti you deserve to rest. First day ndakaswera ndakarara ndaingomuka kuti nditsvage chikafu vanhu vepamba pandaigara vakatovhunguka ko I was home ndaingr ndapedzisira kuona landlord musi wandakamupa rent. Next day ndakati ndiite washing then dzozopinda mutown for a movie coz social life chaiyo ndainge ndisisina I was behind on everything in life socially. Ndipakati pekuwacha pakasvika mumwe muface zvikanzi makadii henyu apa ainge asina kupfeka shirt achitambisa chest yake zviya zvekuita kushaina chaizvo. He introduced himself akati he was staying in one of the rooms.

continue reading on next page….

Loading...