Connect with us

DzeSviro

Ndakabatwa namukoma ndichisvira mukadzi wavo pasofa!

Published

on

mukadzi wamukoma
Prev1 of 2
Use your ← → (arrow) keys to browse

I am a man 34 years uye ndine mudzimai nevana vakura. Ndakakurira kumusha ndokubva ndatorwa nemukoma wangu kuHarare kuti ndiitewo kacourse. Pakugara pamba pavo ndakasangana neproblem yamaiguru mukadzi wamukoma nekuti vaindiitira miedzo mikuru kana mukoma vasipo.

Zvekundivhurira door ndichigeza kana kungotamba vachindirova rova mboro nemagaro angu nekupota vachindidaidza mubedroom mavo vasina kupfeka, vachida kupihwa mvura yekunwa kana kundituma. Ndakapedzisira ndavaudza kuti maiguru handifarire game yenyu uyezve muri munhu mukuru kwandiri nditori mwana wenyu saka zvekuvata nemi handidi hazvife zvakaitika. Zvakavarwadza maiguru vakasvikoudza mukoma kuti ndaiita basa rekuvanyenga ndichida kurara navo. Ndakadzingwa pamba sekuru nemukoma wangu, kudzingwa sembwa haana kuda kunzwa explanation yangu. Ndakafamba mbiri sekuru kunzi handina chakanaka, kuda kunyenga mukadzi wemukoma wangu aindichengeta. Mukoma wangu aiudza vanhu kuti kurera imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma. Akapotsa anditema nerimwe dombo ndikanzvenga, zvekuti dai ndisina kurinzvenga dombo iroro dai ndakafa sekuru. Hama dzese dzakandivenga vachiti handichengeteke. Vanhu vese vaibvuma zvaitaurwa namaiguru.

continue reading on next page…

Prev1 of 2
Use your ← → (arrow) keys to browse

Loading...
Click to comment

Drop us a Comment

Advertisement
Advertisement

Trending