Musikana Anoda Mari Akatambwa neBoyfriend Vapinda MuTown Vese!

0
1101

Musikana akapinda mutown nemukoman wake ainge akawomera zvekuti mari ainge asinga buritse.

Vakapinda mune imwe shop babe rikanhonga handbag raada, ndokuti kumukomana wake “ndikuda handbag iyo but manje ndakanganwa mari yangu kumba. Please nditengerewo ndinozowana risisipo. Mukomana akabvanza kuti rinoita marii, musikana nekasmile akabva ati $65.

Loading...

Mukomana akaburitsa wallet yake, musikana akatanga kuswedera padhuze achidongorera muwallet. Mukomana akaburitsa $1 ndokupa musikana akabva ati sweetie mhanya kumba unotora mari ndinosara ndakakuchengetera handbag rako. Munofunga kuti musikana akaenda kunotora mari here ….. write your comments

Comment with your Facebook

comments