Mukadzi Wangu anoramba bonde & most of the time Anogara Achitaura neEx Yake – Should I be Worried!

0
3326

Ndakaroorawo ndikachata December 2013.Dambudziko raitika mumba mangu mudzimai vangu haasikuwimbika ane mukomana waaidanana naye tisati taroorana .2 months after mariage ndakaona message yaakanyorerwa nemukomana uya kufacebook kwake yakanzi “”sei wakandisiya uchizororwa nemumwe murume, i love you “” ,akabva ayidzima ndisati ndataura naye.

Then last year i noticed kuti vakanga vachingotaura vese ndikamutsiura semunhu anodawo mumwe wake.I told her kuti handidi kuona uchitaura nemunhu iyeye futi ,then akakumbira ruregerero tikawirirana.This year ,last week ,i noticed that vaitotaura vese zverudo, akanga akadzima mamessage ekufacebook but akangamwa kudzima manotification mamessages ekufone.I asked her kuti why uchita kudaro iye ndokuti am sorry.Ini ndakavimbika kumudzimai wangu kunyangwe iye hake achiramba bonde most of the time ,ndakamunzwisisa nekuti tainamata nezvazvo achiti she thinks mweya yekumusha kwawo.Mubvunzo wangu ndewekuti is this the right marriage for me which is full of cheating?

Loading...