Mboro ibofu – Ndakasvirwa nebofu ndikanzwa nhapitapi!

0
5366

Mboro ibofu– Ndakasvirwa nebofu ndikanzwa nhapitapi sugar mamma

Ndainge ndakaroorwa nemurume ainge anemari apa inini ndainge ndisina kana chinhu kwatakasangana kwacho you wouldn’t believe but I guess mwari can change hupenyu hwako just like that. Ndakasangana nemurume wangu paparty yecousin yangu iye aitonge awuya neshamwari yake, ndakawona munhu achiuya kwandiri ndikabhoda kutiza nekuti ndainyara varume asi ndakapedzisira ndangomira ndikabva ndaita kunge ndafreezer akandimhoresa ndikatadza kubiritsa kana one word, akaburitsa pen nepaper out of all things ndokunyora number dzake ndokubva anditambidza. Ndakangoti these days munhu would give you a fone and ask you to put your number but ndakangotambira ndokubva ndaisa muhomwe.Takazoroorana kusvikira nanhasi.

Comment with your Facebook

Loading...

comments