Madyirwo Andakaitwa Mboro naMainini munin’ina weMukadzi Wangu

0
2832

Nyaya yakazongotanga mainini pavakatanga kupfeka tumashoti netuma mini skirt.Tanga taane 3 years tichigara tese,tichiremekedzana.Vaiti kana mukoma wavo asipo vouya mudining toona hedu movie kana vakanzwa hope vopinda muroom mavo vorara.Vaitobika chikafu votopakura todya hedu ini semunhu wedoro ndaida zvine sauti yakati wandei saka kana vaisa shoma ndaiwedzera.

One day mainini takati tapedza kudya mainini vakati bamukuru nhasi handisikuda kuona movie,ndikati bho mainini saka modii zvikanzi ndakunorara.Ndakambovaraidza hangu nguva ndakazopinda mubedroom mangu, ndakanzwa pafoni papinda whatsapp ndikatarisa ndione chigroup chevanhu vekubasa ndakaridza tsamwa bvandakanda foni uko.Ndakabva ndarara hangu pamubedha ndakatarisa mudenga,light raiita seriri kuda kudzima dzirihope. Ndakambozama kuda kukotsira but dzakaramba kubata hope apa pfungwa dzainge dzakufunga mainini nekaSkirt kavange vakapfeka ndakabva ndanzwa ropa kumhanya.

Loading...

Ndakamuka and opened the door zvishoma nezvishoma bvandapinda mudining room.l realised kuti ndanga ndasiya TV iri on ndakatora remote bvandaidzima then ndakagara pasofa ndinzwe mainini vaakutoita ngonono muroom mavo. The same time ndakaona makeys aripa display pandakaabata bvandaona ari ekugate nepagarage l realised kuti gate was still open and the car was not in the garage ndakabva ndasimuka zvinyoro nyoro ndakanovhara gate ndisati ndadzokera mumba ndakanzwa manini kukosora,varatidza kuti havasati vakotsira.Ndakabva ndapinda mumota ndakabatidza radio ndokutanga kuterera kasong kaya kanonzi dorobucci apa kaifarirwa namaini zvekuti havaigona kuswera vasina kukaridza.

continue reading on next page….

Comment with your Facebook

comments