Kutotesa zvigunwe zvangu nebeche !

0
3716

Murume nemukadzi vainge vari pabed kuti varare, mukadzi akapfeka night dress yake kuti apinde mumagumbezi. Murume akabva amuka ndokubatidza bedside lamp kuti averenge bhuku rake before arara.

Murume akatanga kubata bata beche remukadzi wake kusvikira atota, mukadzi akanakirwa ndokutanga kubvisa night dress yake kuti murume anyatsobata bata. Murumr achiona izvi akabvunza mukadzi wake kuti ko urikubvisirei nightie, mukadzi akatsamwa zvikuru.

Loading...

Mukadzi akabva ati saka wanga uchindibatirei beche rangu, murume ndokuti aaahh ndanga ndichitotesa chigunwe changu kuti ndigone kuita turn the next page yebhuku rangu… Mukadzi akabva amuka ndokurara akapfeka jean…

Comment with your Facebook

comments