Connect with us

DzeSviro

Kusvira Lisa musikana wangu wekuHigh Skool Tasangana Mubhawa

Published

on

Kusvira Lisa
Prev1 of 2
Use your ← → (arrow) keys to browse

Ndaibva ku airport kwandakange ndaperekedza wife yangu yainge yaenda ku South Africa kunotenga midziyo yemu kitchen. Ndakati regai ndipfure nepa beer engine bhawa repa Jameson hotel. Pandakapinda ndakasanganidzana maziso nemunhu wandakafananidzana na Lisa.

Lisa aive musikana wangu we ku high skool, ndirini zvakare ndakamubora. Iye akandi ziva akauya kwandaive akandi kwazisa, ndopandakaziva kuti ndiye. Takaenda pa table tatobatana maoko, ndakamubvunza nezvehupenyu hwake ndakashamiswa kwazvo kuti anga ave accountant pakambani huru muHarare. Ndakataurawo nezvehupenyu hwangu kudzamara tasvika kunyaya dzeku high skool. Akazondi bvunza kuti why ndakamuramba, varume ndakanyara. Ndakazongoti taive vana paye kani Lisa. Iye akasekerera ndopandakaziva kuti panenyaya. Takanwa zvedu tichingo tandara kwema hour anokwana matatu. Ndipo pandaka kumbira number dzake dzefoni, akandipa. Ndakamuoneka iye akandi bvunza kuti why ndiri kuda kukasika kuenda, ndakamutsanangurira kuti kumba kwakange kusina munhu. Akafara pakapinda nyaya iyi munzeve dzake, akati nekazevezeve achiruma miromo ko beche rako raMature now haudi kuriona futi here? Achi pedza kutaura kudaro mboro yangu yakamira zvekuita zvekuvhunduka zviya.

Ndakati asi kwete kumba kwangu ngatitore room muno. Iye akaita zvekushamisika akati iwe Tom handisi hure ini. Ndakazongoti ndirikutamba ndichinyara nyara. Takazowirirana kuenda kumba kwangu ku Mandara nekuti kwake kwakange kuna mai vake. Taka driver takadungamidzana ini pamberi iye kumashure. Tangosvika handina kukwanisa kuvara door remota yangu ndakumhanyira kumota yake. Iye ndiye akazoti ko door hauna kuvara wani, akadaro achidzika mumota make.

continue reading on next page…

Prev1 of 2
Use your ← → (arrow) keys to browse

Loading...
Click to comment

Drop us a Comment

Advertisement
Advertisement

Trending