Kubatwa ndichisvira Mai vepaNext Door murume wavo arikubasa

0
6393

Kusvira Mai vepaNext Door murume wacho arikubasa. Ndinonzi Tindo ndogara kuTafara Mabvuku, panext pedu pakauya maneighbours manyowani a few years ago and kubva musi wavakasvika ndakatapirirwa nemukadzi wacho Mai Bino.

Mai Bino vaiye type iya yevakadzi vane macurves but not big ones vakaita kunge varefu vane good size yemazamu. Handidi vakadzi vakasimbisa i love mine SLENDER and easy to carry. Gore rekutanga taiwirirana hedu asi nothing serious. Ini sebhachura ndakaramba ndakateya heavy. Murume wacho was always busy running around nguva refu aigara asipo. Saka ndaiziva kuti kutaura navo was not going to be difficult.

Loading...

After about a year ndichitya mukadzi uyu i finally made my move. Yaive weekend kuseni ndakaona mota yaBaba Bino ichobuda ndokubva ndananga kumba kwavo. Ndakasvika ndokunyepera kubvunza Baba Bino ndichiti ndaida kukumbira Wheel Spanner. Mai Bino vakandiseka vakati “nyatsotaura zvawavinga coz i am sure waona mota yavo ichubuda just now” Ndakanzwa kunyara but ndikabva ndangobuda pachena. Ndakavatsanangurira how i have wanted to talk to her all this time but ndaishaya pekutangira. For somehow vakanditambira vakanditi ndipinde mumba.

Senguva yaJune yechando ndakaona vamhanya kuKitchen ndokuuya ne Coffee, takatanga kunwa tichitaura and that when i noticed kuti she was very beautiful and also not scary at all. Mai Bino was friendly and we enjoyed our coffee. Vakandipa number and i went back kumba kwangu hangu sezvo ndaisada kuratidza speed… hanti u know speed kills..

Nhau dzedu dzepaApp dzakatanga dziri standard but soon changed kuve dzesviro. Mai Bino was laughing at me kuti ndiriBhachura and ndine nguva ndisingasvire coz havasati vamboona musikana pamba pangu since they moved in and for sure she was right, basa rangu was kubonyora chete ndichifunga ivo. Takataura zvakawanda kusvika tawirirana kuti next time vachandipa hug nekiss sezvo ndanga ndiripanzara. Our chatting got to 2AM tichitaura chete and it seemed like Mai Bino vaimirira murume kuti arare first then vouya paAPP.

continue reading on next page…

Comment with your Facebook

comments