Ichokwadi here kuti murume akandipinza mboro, ini ndisina matinji, mboro inongobuda yega zvekuti handikwanisi kusvirwa

0
3475

Ichokwadi here kuti murume akandipinza mboro, ini ndisina matinji, mboro inongobuda yega zvekuti handikwanisi kusvirwa?  Ndichiri mhandara uye handina matinji.

Hakuna mukadzi asina matinji. Kungosiyana saizi chete. Mukadzi wese asina kuremara ane matinji. Matinji kukura kwawo hakunei nokupinzwa mboro nemurume. Murume anopinza mboro kuzasi kwebeche. Matinji ari kuno kumusoro kubhinzi. Kana ukaiswa wakafongora zvinokwanisika kuti mboro haitombosangani nematinji.

Vanhu vanofarira kutaura zvekutyisidzira kuti ude kudhonza matinji chete. Varume chaivo vakawandisa havanei nokuti une matinji marefu here kana kwete. Murume kana mboro yake yamira chaanoda kupinza mumukadzi wake chete. Murume haafungi zvakawanda kana mboro yamira mukadzi wake aripo. Zvokuti mukadzi akamira sei pamberi zvinongoitwa imwewo nguva.

 

Loading...