Connect with us

Scandals and Gossip

Handisi kunzwa Mboro yeMurume Wangu Pabonde Ndoita Sei?

Published

on

make love

Nyaya yangu yakamira yakadai ndinodanana nemurume mudiki kwandiri ini ndine 27 years iye ane 23 ini ndakambohura iye haana zvino tirikuti kana tava panguva yepabonde handina kana chandinonzwa asi iye anotoita kuchema ini ndiri gomba chairo kana pamatama haisvike kana kutunda handichakuzive apa arongedza mari dzake dzekunoroora handizivi ndotiza here kuroorwa kana kuti mungandibatsirawo kuti ndingadii nezigomba randava naro because chinhu chemurume wangu hachisi kana kundigutsa apa anongorara neni one round chete anobva otorara kusvika kuseni ndodii ndodzokera ndonotsvaga umwe here kana kuti ndibatsireiwo … Please

kamboro kadiki

Loading...
Click to comment

Drop us a Comment

Advertisement
Advertisement

Trending