Garo reFake paDancefloor

1
2283

Garo reFake paDancefloor. Haa vakomana Harare yaipa especially manheru. Ndini uyo ndabva kwangu kuGokwe ndapinda Harare ndichitengesa Cotton. Ndakapinda mubhawa wanei pane chana chaitambisa chiuno. Ndakaita smile kunge yeGudo raona marize pasi pedombo.

Ndakati zvangu zvaita asi ndakazorohwa neSHOCK after ndaona one side reGaro ramai vaya. Aiwa raisava garo rechokwadi.. DECEPTION chaiyo, hameno zvaivemo zvainge garo asi zvisiri… Haa ndakasemeswa zvangu… Kana makamboonawo what i am talking about tell me in comments… Thanks Joice for sharing my story….

Loading...

garo

Ndini wenyu Julius weGokwe

Comment with your Facebook

comments

  • Hi, this is a comment.
    To delete a comment, just log in and view the post's comments. There you will have the option to edit or delete them.