Connect with us

Makuhwa Reloaded

Garo rangu rekubatana randipinza panhamo nemurume kumba

Published

on

dako

Garo rangu randipinza panhamo nemurume kumba. I am married to this old fashioned man who thinks kuti mukadzi akapfeka mini skirt then yave hondo or rave chihure. I think problem is that ndine magaro mahombe and garo irori randiparira pasi rino. Murume akandiona anoti pese paanondiwona ndakapfeka kaMini Skirt keRed anonzwa kuda saka by default murume wese nondiona panze apo ndakapfeka zvakadaro achanzwa kudawo. Saka hanzi am at risk yekunyengwa so handibvumidzwe kubuda panze ndega. Please help me vedare ndoita zvekudi… See picture yangu pasi apo… and yes ndeyeGaro chete…

dako

Thanks for Sharing my story Joice Makuhwa….

Ndini wenyu: Sophia weGaro paChi-Town

Loading...
Click to comment

Drop us a Comment

Advertisement
Advertisement

Trending