First time kusvirwa nemurume wemunhu iii anoziva kutindisa mukadzi

0
7366

First time kusvirwa nemurume wemunhu iii anoziva kutindisa munhu

Ndakakura ndiri munhu aribho and ndaiziva kuti murume or boyfriend was part of my life and i should respect him but he should not control me. Ndainge ndaneta nekungorwadziswa everytime I had a good job, good work and kaupenyu kangu kari bho problem was these so called boyfriends vandaisangana navo. Iwewe unenge wakatoperera pamunhu iye chainenge achida kuita hit and run and seems like i was a good target coz pa6 guys vandainge ndadanana navo vaingoti vakandisvira vobva vandisiya kunge there was something wrong neni but vese ava hapana kana one akamboita kuti nditunde.

Ndakazoita plan ye revenge since ndainge ndaneta nazvo saka mumwe musi ndasvika kubasa kune vamwe baba vaiti vanondida but vainge vane mukadzi wavo saka ndakaziva kuti this was another hit and run but this was different nekuti ndaiziva kuti this was not going to be a serious one kwaingova kusvirana chete toenda our separate ways.Vakatanga zvavaiyita mazuva ese vachindirova magaro ndichibva ndati iwe Jim usatange zvausingazokwanise kupedza une mukadzi iwewe. Akabva aseka zvikanzi mukadzi ari kumba and ndinogona kuzvipedza kana ndazvitanga problem ndiwe usingade, ndichibva ndati zvauya zvega.

Takatanga kutaura zvekusvirana chete zvikanzi ndifone here kumba kuti ndayenda kumeeting ndodzoka magwana ndiuye kumba kwako nhasi chaiye.Jim agara aiziva kumba kwangu nekuti akambondiyendesa mota yangu yaenda kuservice sometime back.Ndakapindura Jim ndikati fona ndokuona wauya, ndakayenda kumba imwe pfungwa ichiti ngauye mhani, imwe ichiti thats wrong murume wemunhu but ndakazviudza kuti its high time I also become a bad girl ndimbosvirwawo just for fun withoutt expecting to fall for the guy, it would be strictly kusvirana chete.

Ndakasvika kumba around 6, ndainge ndatenga my takeaway dinner saka ndakaenda straight to bath and after ndakagara hangu mudinning watching TV ndichidya ndipo pandakanzwa knock padoor and it was Jim.It was around kuma7:39 ndikati ndafunga kuti watya zvikanzi ndanga ndayenda kumba kunosvira mumakadzi one round kuti asandifungire zvakawanda and we both laughed ndichibva ndati naughty naughty.Ndainge ndatenga dinner for two since imwe pfungwa yaida kuti Jim awuye saka wanted to be prepared becoz I wasn’t planning of kurara that night ndaida kusvirwa kusvika makuseni or the next day saka ndainge ndatora off day, to my surprise Jim ainge atorawo off day. Takapedza kudya and Jim asked kuti ageze, ndakamuratidza kubathroom and he went for a quick shower, akabuda ane wrapping towel chete zvikadzi where do you want me, ndichibva ndati ngatitangirei muno then tozoenda kubedroom. Jim aiva mukuru kwandiri ne 7 years saka ndaiziva kuti ndichadzidza zvakawanda, ndakamugarisa pacouch ndichibva ndavhura towel ndikawona zimboro rainge rakafuta apa chiri chipfuti aaahh aaah masasi eharare murume ainge akatakura chombo iyeye. Ndakada kuyisa mumuromo ndikaona chakakurisa asi since chainge chisati chanyomira ndakagona kumboinanzva zvishoma ndikaoma Jim asumudza makumbo mudenga.

continue reading on the next page….

Ndakatanga kufunga kuti ana Jim vainge vakaroora kudhara and vamwe vakadzi vainge vasingafarire kudya mboro so ndakangoti if its the case thats my advantage. Ndakayamwa mboro ndikanzwa Jim akuyita kundidhonza ndikaziva kuti murume anogona kunge akuda kutunda saka ndakabva ndamira ndichibva ndaenda pamusoro ndokutanga kumukisa apa inini juice dzainge dzakuyerera muzvidya kare. Ndainge ndatota kupfuura zvandinoziva ndichiita.Jim akasimuka ndokubva andirarisa pacorner yecouch iye achibva ayisa rimwe gumbo paside pangu rimwe rakamira pasi ndokubva anangisa zimboro rekufuta pamuromo webeche, nekutota kwandainge ndaita ndaifunga kuti richangonyura asi ndaitonzwa kakurwadzidziwa kuti kunge ndaiva ndakavirgin futi asi zvainaka.

Ndakakoirwa apa ndainzwa kunge mboro yairova pahuro asi yaiva iri mubeche, Jim akandisvira and for the first time kusvirwa nemurume wemunhu iii anoziva kutindisa mukadzi, somehow I banked neexperience yake kuti aizogona kunditundisa and I was right. Jim akaramba achingokoira inini ndainge ndatunda asi paainge akuita zvespeed ndikaziva kuti it was his turn murume akatanga kufemereka kuita semunhu arikumhanya ndikanzwa beche rangu ragadzirira kutambira huronyo apa ndichibva ndatundawo naye pamwe chete ha mhan Jimmy akapenga kani.Ndakapa kutenda apa it was first round.

Takambozvambarara hedu pacouch ipapo sevanhu varikuseredzera kusvikira Jim ayita calm down akufema zvakanaka, achibva anditi eish kudya kwawandiita mboro kana mukadzi wangu haasati ambondidaro, I think I was right kuuya kuno nhasi. Inini ndakabva ndati thank you for coming coz kutunda kwandaita uko pavakomana vese vandikadanana navo ndaitozopedzisa ndega kuti nditunde ivo vapedza kare, but enough talk handei kubedroom tinogadzirira rimwe round, Jim akabva aseka zvikanzi nhasi hausikuda zvekutamba ndazviona. Ndichibva ndati hanti ndiwe wati you can finish what you started. Saka ndirikuda kuona kuti can you finish it zveshuwa or wanga uchingotaura hako. Takasvika mubedroom apa tainge takusada too much action yakanyudzwa futi amana ka murume ayinaka iyeye, akakoira maposition ese ndokubva ndatunda futi kahobho, husiku kwese yaingoti ikamira tobairira ndokoirwa

 

Loading...