ChiMoms chemaCurves chakati chinoda vane mboro hombe chete

0
13755

ChiMoms chemaCurves chakati chinoda vane mboro hombe chete… Ndini uyo ndabata kacash after ndatengesa ka 15 grams of gold kandanga ndabata paVenice apo pandaikorokoza ndikati rega ndisvike Harare ndinotenga maJeans and sneakers…

Ndakarova ka Mazda 3 kangu ndakananga Chegutu ndokuona imwe moms ine macurves yakamira paKadoma Hotel and Conference centre ichimisa mota. Ndakanakirwa naMoms iyi ipapo and ndakamisa ndikati Moms imi nemacurves enyu ndotakura mahara.

Loading...

She smiled achitarisa mota apa ikati yanga ichiri munzwa chaiwo… Ndakaona moms yoda kugara kumashure ndikati no amai imi penyu paSide paDriver apa. Ndakadaro ndichimhanya kunovavhurira door remoa ivo vachipinda havo. She smiled again vachiona huGentleman hwangu but havana kuziva kuti ndaive hangu gora mukorokoza mudanyini yese yese…

Ndakarova mota ndakananga Chegaz and speed i reduced kuti timbotaura hedu naMai veMaCurves. Akanditi anonzi Mary anogara kuChitungwisa asi anoshandira muKadoma saka aienda kuWeekend kuHarare. Ndakabvunza kuti anoita basa rei but mhinduro yacho ndakaona kuti yaive yekunyepa, ndakafunga ndikati pamwe raive hure…

ChiMoms chemaCurves chakati chinoda vane mboro hombe chete

Continue Reading this story on page 2…. Click 2 below….

Comment with your Facebook

comments