13 things zvokuita kana uchifunga kuti unonyorovesa kuzasi kwako pabonde!

0
3185

13 things Zvokuita kana uchifunga kuti unonyorovesa kuzasi kwako pabonde!

1. Chokutanga ndechokuti ukafungira kuti uri kuwanzisa kunyorova, taurirana nomurume wako munzwisisane kuti zvinokonzerwa nei uye iye anofungei nazvo. Kana achizvifarira iwe chirega kuita hanya nazvo. Rega zemo rikwire ueredze zvakadaro.

2. Musati matanga kusvirana tora towel guru uise pamubhedha. Pamwe ungada kupeta towel rako kuti kunyorova kusasvika pamubhedha.

3. Torazve chimwe chitowel chidiki chinogara pedyo kuti ukanzwa kuti kuzasi kuri kuwanza wopota uchipukuta. Pukuta murume asati apinza pokutanga. Wozotizve paya pamunombomira muchichinja maitiro, wopukuta futi.

4. Ukaenda kwaDoctor, zvikuru munyika dzakaita seUK, USA, unonoudzwa kuti siya zvakadaro. Izvi hakusi kuti havanzwisisi zvauri kutaura asi kuti vanoona vakadzi vakawandisa vane dambudziko rokusanyorova zvokuti iwe ukazoenda uchiti unyorova vanoona sokuti unodada.

Vanozivazve kuti kana wava kutanga imwe nguva inonzi menopause unokwanisa kuoma zvinokutadzisa kupinzwa mboro saka vakafanokubatsira kuoma, paunozotanga nguva iyi unowedzera kuoma zvinova zvinokunetsa.

5. Nzwisisa kuti kunyorova kwauri kuita hazvirevi kuti uchagara wakadaro. Makore ako okuzvarwa achiwedzera kunyorova kunoderera. Kuderera uku kunowanzotangira pamakore 40 muviri woziva kuti hauchinei nokuita mimba.

6. Tanga nokusimbisa mhasuru dzebeche rako, zvinobatsira mese pakuisana.

continue reading on next page…

Loading...