Zvinoita here kubaiwa chibereko paunenge uchisvirwa?

0
3305

Zvinoita here kubaiwa chibereko paunenge uchisvirwa? Zvinoita here kubaiwa chibereko pakusvirana? Pamwe ndohwa sokuti ari kubaya paasingasibayi.

Chibereko hachisi mukati mebeche, asi kuti mukova wacho uri mukati mebeche. Mukova wacho kaburi kadikidiki kasingakwani kana penzura. Unokwanisa kubaiwapo zvichibva kuti muri kuitana sei asi haungazivi kuti ari kubaipapo.

Kana murume akasvira paasina kujaira kusvirwa unonzwa kunaka kwacho kwakasiyana.

Loading...
Loading...