Rasta wekuFio: Pliz Improve maPant eVakadzi Venyu

0
2224

Hanzi naRasta wekuFio varume roorayi please isu tichingosvira vakadzi venyu mahara.

Ndanzwa nekukwira boyz rangu .Hanzi rasta murume wangu anongorova 1round otorara manje kana romance hapana .Varume pliz improve type yemabhurugwa amunotengera madzimai enyu vamwe vacho eeeish zvinonyadzisa.Bhurugwa kuita kunge chibhegi dzeFodya , ukatarisawo remwana wacho same same neraAmai vacho .

Kubvisa roora mazino isu vasviri tiripo around .Nekuchengeta tuvana tusiri twenyu .

Loading...

Drop us a Comment