Nyoka yaonekwa ichifamba mumupedzanhamo

0
2506

Nyoka yaonekwa ichifamba mumupedzanhamo ndobva yatizira patable yemuskana iyeye ndokubva yapinda mupaper bag remuskana iyeye ikabva yachinja kuita kadiki diki ndokubva vaenda ne paper bag riya kupolice but pavasvika papolice yabva yareba for 6metres ikazara musaga musikana uyu ati even ikatorwa newildlife hazvibetsere nekuti inodzoka coz akaipiwa kuti atengerwe pamusika wake but akanga apiwa mhiko yekuti asarare nemurume saka akarara nemurume ndosaka yazoonekwa zvafumuka

Snake

 

Loading...
Loading...