Chitunha chemwana chiri kushandiswa nemishonga muhozi

MWANA mukomana wemubhuku raNyadema, mudunhu raMambo Mangwende kuMacheke —uyo akangotsakatika mugore ra2013 -ava kunzi akapondwa, mutumbi wake ndokuiswa muhozi yeimwe mhuri, umo wakasandurwa kuita mushonga uri kushandiswa sedivisi rekurima. Farai Pise anonzi akanyangarika aine makore 13 okuberekwa apo aishanda semufudzi wemombe pane mumwe musha weko. VaInnocent Choto (39), avo vanova sekuru vaFarai, vanoti zvinorwadza kuti … Continue reading Chitunha chemwana chiri kushandiswa nemishonga muhozi