Ndiri muSalad wemuharare Ndingarorwewo $300 Chete here Inini?

0
2278

Ndiri musikana ane 24 years ndazviona varume vese imbwa dzevanhu uye varume havafunge vanofunga nemboro imagine mukomana wangu ada kuroora akuti hee ane 300dollars chete.

Imariwo inororwa muskana musvinu akanaka uye akabatana seni here? Handisi type yekumusha kana kuti type yekumasvingo. Ndiri musalad wemuharare apa he even
went behind my back kwakudza cousin sister yangu kuti i can not pay more than that nekuti haasi virgin zvine basa here kusava virgin kuchine musikana anoroorwa arivirgin mukore uno hindava varume vachita kunge vakazvarwa nembwa?

makuhwa

Loading...

Drop us a Comment