Ndine guvhu hombe ndinonyara kubvisira murume hembe. Ndingaitawo sei

0
1451

Ndine guvhu hombe ndinonyara kubvisira murume hembe. Ndingaitawo sei.?

Handifungi kuti kune murume angaitawo hanya nekukura kweguvhu. Zvimwe zvinhu tinongoerekana tatambura pfungwa nazvo asi pasina chiripo chingatonzi chinhu chinofanira kunetsa pfungwa. Chokwadi sekuona kwangu ndechokuti murume ukamukumurira hembe pfungwa dzake dzinenge dziri pabeche kwete paguvhu, chaanenge akuda kusvira chete.

Chimwezve ndechekuti murume akatowana chekutamba nacho pamuviri wako unoona achiteverera ichocho. Zvese zvakabudirira se mazamu, magaro, matinji, kabhinzi zvinotodiwa nevarume. Usaita hanya nazvo. Muudze kuti akangopurudzira ipapo unoita zemo. Unoona ava kutoshamwaridzana neguvhu rako.

Comment with your Facebook

comments

Loading...

Leave a Reply