Ndakasvirwa neMurume wemunhu Akandibvisisa Nhumbu – Now akuda kundisvira futi Ndoita Sei?

0
4288

I’m a single mum aged 31 ndakasangana nemukomana pafacebook and taipota tichisvirana hedu kumalodges asi achibhadhara hake so it just so happened kuti condom rakaputika and unfortunately ndakaita nhumbu.

This guy akaratidza kuti haasikuda nhumbu iyi and told me to abort it. Now anongofona achitumira maWhatsapp achida kuti tichienderera mberi nekusvirisana apa ini moyo wangu wakabva watosviba nezvake. Nhai already atoita kuti ndiuraye achirikudei kwandiri? Akandirwadzisa zvisingaiti coz pataisvirana aiti varikunetsana newife asi pandakangoita nhumbu akatanga kuita as if kumba kwake kwaakufaya.

So my problem ndomuratidza sei kuti i don’t like what he made me do and handichadi hangu kana kumuona.

Loading...

Drop us a Comment