Ndakabhadharwa $150 yekusvira vakadzi vekuMalawi Vakazochinja kuita mapere

0
1723

Ndakasanga nevamwe vakadzi 2 vekuMalawi, varatidza kuti havasikutoziva zvemuHarare saka ndakavati ndokubatsirai sei.

Mumwe wacho akati tangouya for holiday hedu, saka tirikuda kutsvaga lodge then tirikuda munhu anorara achitisvira husiku hwese. Ndakabvunza kuti murikuda kubhadhara marii yehusiku hwese vakati they were prepared to pay $150, apa ndifunge kuti ndainge ndaswerera $50 zuva rese netaxi including ka10 kavainge vachandipa kekuvaendesa palodge. Ndakabva ndafoneryea mukadzi wangu ndikati ndawana vanhu varikuda kuyendeswa kuBulawayo saka vati vachandipa 250 zvikanzi namadam saka ndokuonai madzoka baba.

Loading...

Ndakaudza vakadzi vaye kuti I can do it, takapinda mylodge muya ndokutanga tadya apa vakandipa chikafu chakawanda zvikadzi uchasimba rakawanda apa pandakavaona vairatidza kuti varikuma kate 30s. Yavanguva yekurara vakadIma malights ndokubva vanditi ndibvise hembe apa painge pasina kubatana, vakati ndirare ndakatarisa mudenga ndikaita saizvozvo ndokubva ndanzwa ndichipfekedzwa kondom, ndakasvira vese vari 2 vachichinjana ndokubva ndabatwa nehope. Around 3am ndakanzwa kufemuruka kuita kunge mainge muine imbwa, ndakavhura maziso ndikaona muroom muya makamira mapere 2 ndakaramba ndakaita kunge ndakarara ndikanzwa vachitaura sevanhu, ndakanhonga trousers rangu ndichibva ndajamba nepawindow ndokunanga kumota, lucky makeys angu ainge ari mutrouse… Ndakananga kumba, mukadzi akabvunza kuti chii nhai baba ndakatadza kana kutaura zvandakaona musi uyu namanje handitakure vanhu vanoti varikubva kuMalawi.

Comment with your Facebook

comments

Loading...