Mukadzi Ane 35 years Haasati Ambosvirwawo Muupenyu Hwake

0
2301

Veduwe ndatambura nelife. I am 35 year old lady, kana kumboroorwawo, kana kusvirwawo chaiko, chipo chemwana no kwandiri.

All my sisters are happy,kunze kwangu. Ndapererwa veduwe kutadzawo kuitawo kana mwana zvake, kana kuwana mukomana anoti arikuda kundisvirawo mahara. Hapana chandinoita chinobudirira, I have failed hama woye, ndakakurawo ndakazvibata,kudzidza ndakadzidzawo. Pandirikutadza ndapashaya, ndikadanana nemunhu masorry sorry ega ega,at the end of day. I want to be loved, I want to have a child.

I don’t know what to do.Please ndaibatsireiwo..

Loading...

Drop us a Comment