Masviriro Andakaita Babe Rekubasa Kwangu!!!

0
3129

Nerimwe zuva ndakadekara hangu muoffice mangu ndakanzwa knock knock padoor ndokubva ndati “come in”. Wanike ah chibaby chino chivhindikiti chinoshandira kune rimwe department repacomany pedu chapinda chakabata fomu rekukwereta mari.

Ndakachiti take a seat ndokubva chagara zvacho chakangonditarisa. Ipapa pfungwa dzangu dzakabva dzaita chiziriri chaicho ndichifunga kuti ndoiteyi nechisikana ichi. Chana chiri united mhani ende chiri well rounded. Typical African woman body, greatly endowed with those curves in the right places. Icho chakangoramba chakanditarisa ndokubva ndatozoita sekuvhunduka ndokuti, “ ko ndingakubatsira nei nhai zimhandara?”

Chakapindura chichindiudza kuti change chauya kuzoti ndi apruve educational loan yachaida. Ini kwakumuti, “iwe unoda loan ko mari yese yatinokutambirisa pano inopera neyi, hauna mwana kana ani waunochengeta?” Iye ndokuti ah handiti vamwe muri kungovapa maloan saka ndiri kungodawo loan zvangu. Ndakabva ndati ho-oo nhai saka mari unayo zvako?

Chakabva changoseka zvacho ini kwaakuenderera mberi ndokuti “saka haudi anokubatsira kuidya here?” Icho chakabva chati “ahh ani wacho”. Ini ndokuti ko ini hausi kundiona here? Icho chakazongoti chindisainirai fomu rangu ndidzokere kubasa. Ini ndokutambira fomu riye ndiye kwe-e kwe-e kusaina ndokuti chindipa nhamba dzako ndozokufonera kana ndava kuuya kuzodya mari yako. Ayi! Ndobva ndadzipiwa wena icho kwakubva chaenda. Ndakamboita maminitsi anenge gumi pfungwa dzangu chipishana, kamwe kapfungwa kachiti mbeva yemumba igonzo, haridyiwe uku kamwe kachiti but munhu akasvika rakasasikwa zvaro angazive kuti igonzo ndiyani. Pekupedzisira ndakazongoti rega ndisiyane nazvo.

Kwakapera mwedzi inenge miviri pasina chaitika, zvakazoitika kuti madam vangu vakaenda kumusangano wavo wechechi chiri China vachizodzoka neSvondo wanike ha-a kumba kwava kubhowa apa iSaturday makuseni. Ndakageza mota yangu zvangu ndakadhiniwa kwakumbozorora zvangu ndakagara ndichiscroller macontacts emufoni mangu ndiye dhuma dhuma nezita remwana uya wekubasa. Ndakangoti rega ndimboedza raki kwakumufonera. Zvikanzi ndiyani ini ndokumuudza achibva amboti zii akadaro. Ndakamuti ko uri kuiteyi huyaka tisangane mutown zvikanzi it’s okay munondimirira patown house na11:00.

Ipapo ndakapururzira maoko ndichinanzvira muromo sendadya zvinozipa kwava kubva ndamhanyira mushower. Ndini uyo vhu-u patown house na11:00 wanike hapana munhu ndokupaka zvangu ndichinzwa music. 11:20, hakuna munhu, 11:30 hakuna munhu, 11:35 ndakubhowekana kuti ndatambwa yakapenga. 11:37 ndinzwe kambozha runhare kangu karira ende ndiye ari kufona, zvikanzi “Shaa sorry paita vaenzi vazondinonotsa asi ndavakutouya, ndimirire.” Ndakangokwanisa kuti “No problem” uku mufaro uchifashukira ndavakutofantasiza zvangu zvichaitika.

Chakati chasvika wanei mwana akazvichenera akarova katight mini skirt neka sleeveless top kaiita kunge kachaboorwa nenyatso dzemazamhu aive asiri muBra. Takabvapo ndokupfuura nepafood court kwakutenga tunodyiwa dyiwa twunonanka ndiye hutu nemasvingo road tonanga kumakwiro kwandinombokwirira kana ndichida kusvira ndichinyatsofefeterwa. Mwanasikana akandibvunza achinyaririra achiti “ Ko taakuenda kupi?” ini ndokuti zvangu” I just like the wild saka rega timboona shiri netumwe twakadaro tozodzoka zvedu ko unomhanyireyi, the day is stil young.

read more on next page….