Maihwe: Ndakabata Mukadzi WANGU ACHISVIRWA neBestFriend yangu

0
1385

Maihwe Ndakabata Best Friend yangu ACHISVIRA Mukadzi WANGU. Pandakawana basa ku SA, ndakatora mukadziwangu ndokuenda naye, saka taigara hedu tiri two ini ndaishanda kuAirport.Ndaida kuseenza zvekuti ndisanyanya kugara ikoko, ndaida kuti ndikaita tumari then ndodzoka hangu kuzotsvaga ka business kekuita kuno kuzim as you know they say “north, east, south, WEST, Home is BEST!!!”

Munongoziyawo mukushanda mazimbo takawandaka kuSA, so kubasa ikokowo I met someone and became very close friends, he used to come kumba kwangu newife yake, ini ndichiendawo kwake kana tiri off ma same days.Dzimwe nguva aiita off ini ndirikubasa and vice versa.Aiti akaita problem whatsoever I could assist and he could do like wise
Time yakafamba kwazvo tichishanda tese kushanyirana, kana aakuenda kuZim ndaimutumira nezvinhu zvana mhomhs, dzimwe nguva taienda tese,anyway what I am trying to say is ndiye ainge atoo my very best friend

We could talk about anything with my friend even dzepabonde.I remember achitombonditi kana mukadzi wake akagadzirwa vhudzi musi iwowo anoramba kusvirwa, achiti ndozobvanyangurwa bvudzi rangu what what, infact taiudzana almost ma secrets ese emumba.Umwe musi ndaitoseka zvangu ndichimuudza kuti wangu mukadzi haatodi dog style, achiti anoona searikuchepeswa sterek plus anongotya achiti yakafita kumurwadza, so ever since takaroorana handisati ndambomusvira dog style.

Ini I am a very hard worker, zvekuti ndakazopromotwa ndokupiwa company car, shamwai yangu haana, saka kubva ipapo hu friendship hwedu hwakaita sekuti dzikirei, so ndakangogaya kuti pamwe I jealous munoziya zvinowanikwa zviya.Anyway nehu hard working hwangu ndakadaidzwa nemurungu zvikanzi this whole month unenge uchishanda night, I want you to monitor everyone we night I need a report kuti varikushanda sei, so go and call a meeting with everyone and tell them kuti you will be leading everyone anenge achishanda night.

So ndakaita saizvozvo.Dzimwe nguva ndaiti kana ndakubva kubasa ndotodarika zvangu nekumba kwefriend yangu, sometimes ndaiwana ariko dzimwenguva ndaiwana aenda kubasa ndongoona hangu wife yake zve two minutes ndoenda hangu kwangu kuden.

continue reading on next page….

Comment with your Facebook

comments