Kukwira kwandakaita kaformer student kuJoburg

0
7766

Ndakanga ndakaneta zvangu after ndabva kubasa and yet some assignments were waiting for me.Ndakabva ndati regai ndimbotandara zvangu pa facebook . wanike paya pane list of people u may know inga zvapana getrude kasikana kemeso mashava, kamwana aka ndaiva ndambokadzidzisa kare kare kuruzevha pane imwewo secondary school pandakaitira temporary teaching, ndaikada but ndainyara plus iyo iya mitemo yekuti heee teacher heee mwana wechikoro. But now kakange kapedza chikoro. Ndakabva ndaitumira friend request hana ichirova coz mwana aiva anditora moyo uyu. Pasina nguva refu were were now friends pa facebook.

After a week or so of chating pa fb ne pa whatsapp ndakabva ndafunga kurikanda shoko re luv. Iko ka babie aka kaiva kava kushanda jozi , hanzi mu saloon, ini ndikati manje uchasvirirwa izvozvo. Ndakarikanda rerudo iro shoko, kakambo ramba ramba but pasina nguva yanga yangova sweetie , babie, Love ye long distance inotapira vakomana , ini semunu aiva mu Bulawayo ndakakaudz akuti am coming ikoko pa monthend, kakati its fine you can come.

Come monthend guys ndakaunganidza zvi mari ndikati nhasi ndochinosvira babie riya randaitya kuudza kare kare. Moyo wangu wakambodedera sezvo ndaiva ndisati ndambopinda mu joburg. Kakandipa zvivindi getrude , kakati kaigara nevamwe vasikana 2 mu room one , ye joni munongoizivawo. So plan was ku booker hotel , and ma hotels e joburg they are far cheaper than ekuno kwedu kwa sadza.

Loading...

Ndakanotenga ticket , the following day on a Friday ndini uyo tande kunokwirirwa ma bhazi e joni. Bhazi rakasimuka kuma 3pm, and tiri munzira I was updating her kuti ndava pakati.babie rainge ratowana ka lodge kakachipa. Bus rakarova road husiku hwese , ndaisaziva kuti joburg is that far. Takasvika mu park station kuma 4 makuseni , ndokubva ndamirira kuti kuchene babie risvike . 6 ichichaya babie raiva ratouya . ko irwo runako , mwana aiva abvumiwa ne joni uyo , magaro kuita kunge hameno , smile chaiita yekuramwira Gettie . “hesi kani , Bee. Wafamba bhooo I hope, “ kakadaro kamwana kevaridzi kachinyara nyara.

continue reading on next page….

Loading...