Kuchera GUVA neMblambi – Nyorovita neHure rinohodhesa Mbutu

0
2178

Kuchera GUVA neMblambi – Nyorovita neHure rinohodhesa Mbutu. Vamwe vanoti ndakarumwa nechokuchera asi munhu akataura chaicho chokwadi aive muzukuru wangu… Akanditi Blazo baby ramaisa iro apo machera guva neMblambi. I thought kuti pamwe ndazviwanirwa baby rakanaka but mwana wevanhu aive Joki remakoko anotengesa mbutu kumaAvenues was better coz aibhadharisa mari irinani. Uyu aipa kana hwindi zvake ane R5 and ayiita mbutu yekuhodhesa aaah ndakaziva kuti apa ndakuvara, iyo yedu yekuda nyorovita iyi… Haa pakaipa… Please help me ndodii nhai nebaby iri apa rinoti rinondida…

guva nemblambi

Loading...

Drop us a Comment