KaHure aka kakatora Sugar Daddy Vangu!!! – PHOTO

0
1914

KaHure aka kakatora Sugar Daddy Vangu!!! – PHOTO. Kune vedare paMakuhwa ndoda kuti muexpose kamwana aka kakatora murume wangu aindichengeta. Kamwana aka kanonzi Chipo and kanogara muMbare. We used to be friends and introduced her to Tony dhara rangu raindipa cash nekundichengeta that is until ndakaona kuti Tony never calls me now.

KaHure aka kakatora Sugar Daddy Vangu!!! - PHOTO

Loading...

I later realised kuti Tony was cheating on me neshamwari yangu and i was sent pictures of them from a local spot in Harare of the 2 of them having a BLAST. Please help me what do i do about this cheating friend of mine. And Tony he was my Sugar Daddy who gave me money and took care of me… Please help!

Nyari…

Comment with your Facebook

comments

Loading...