Kabhinzi kemukadzi kanofanira kureba zvakadii?

0
2536

Kabhinzi kemukadzi kanofanira kureba zvakadii? Kabhinzi kemunhukadzi hazvina basa kuti kakareba zvakadii nokuti basa rako kunakira muridzi wako. Hakana rimwe basa.

Saka kureba kwako hakunawo basa, asi kungoti vakawanda vari pakati pe 5 mm kusvika pa 30 mm tichitarisa kana kamira. Saka tinoona kuti zvakatosiyana chose asi vese vanongonakirwa nako zvakadaro. Iwe dzidza chete kunakirwa nekabhinzi kako.

Loading...