Hanzi HIPS DON’T LIE in Holys Night Club – Hure remakoko

0
3114

Hanzi HIPS DON’T LIE in Holys Night Club – Hure remakoko.┬áNdakamuona achishaker hipline yake kuita kunge arikutsika pasi panopisa apa magaro akamiswa mudenga. Ndakasvika ndikada kutaura naye but she looked at me and smiled a sly smile and said “dude move over you can’t afford me” Ndakaseka hangu ndikati “Bvunza Joice rasta uyo anokuudza kuti ndini ani….” But baby haana kuterera akatanga kutamba hake apa kwairidzwa Dobba Don.

Ndakaenda paSide ndokubvunza vamwe blaz vaishanda mubhawa umu kuti sei kababy kaivhaira.. Blaz vakandiseka ivavo zvokuti ndakatomboita hasha…. He later said “kamwana ako kanonzi HIPS DON’T LIE coz murume wese anokakecha anobva imomo achizunguza musoro….” It was my turn to laugh this time zvekuti ndakamutarisa baby uyu ndikamupima ndikafuna marounda angu muJoni nana Young Kells nanaMasasi ndikati kuna blaz vaya… “Haa dai kaiziva kuti Jonso asvika kasina dzungu rese iri…”

Hanzi HIPS DON'T LIE in Holys Night Club - Hure remakoko

CONTINUE ON PAGE 2……………………………………………………………………………..

Loading...

Drop us a Comment