DESMOND CHIDEME’s so called wife OLINDA shedding crocodile tears

0
1283

Said to be Stunner Desmond Chideme’s so called wife Olinda shedding crocodile tears I guess.

“Zvemahure zvinonetsa idi.Haungambozvizwisisi and this is January kuzoona Dec.

Loading...

Wherever she got the energy to shoot videos for us to see zvemutoilet make.Isu tinondoseka benzi totofambira mberi neupenyu and mavideo ako anenge atoenda viral..next voti vaitamba. Not really sounding genuine though.In a few days you will be back kwariri rombe rako.Well she has never sounded normal upstairs.

Anyway whatever the case kunyepera kuziya ndokunopinza many Zimbabweans mazhinji mumaunnecessary problems.Learn to appreciate advice or if you see GENUINE people vachitsiura usatuke kuti igodo bharanzi …just lie low or seek advice .Udofo dai tambosiya and learn to reflect on the advices genuine people give.Kupata chaiko kushamisira iwe uri dofo.

Benzi remukadzi kufumuka kuparidzira life pasocial media .Really stupid mai iyi.Type dzemubhawa chaidzo.Dzinonga dzakatodambuka . Shame.

Well kuita musvorologist murume wako .Kurwawo chaiko .I think idrama kutsvaga fame otherwise munhu akakwana chaiye will not take Stunner seriously kuita murume wekutoti ndina baba mumba.Really foolish mai iyi.Yakatuka too mbuya iyi after tabudisa Stunner akabata kamusikana kaya kekuDubai magaro keblue dress tikazi igodo musiyei nefan yake .Kufumuka ndokunonetsa.Be humble in life and ita steady .Unoitirwa godo uri ani basa rekuitwa modern slave kuBritain wotofunga kuti zvinoshamisira.kwaaaa

stunner-and-Olinda-1

Kekekekekekeke seka hako wasu .Call sisi Vee cyberbully too for kufumura kamurume kako kari kudubai in corridor neharlot.

Anyway if this Olinda is serious ngaaendeswe kwapsychiatrist hadzina kukwana I can tell from the videos too…didnt finish watching though really too busy for nonsense… moreso munhu akakwana angati murume wangu Stunner is in Zimbabwe iwe uri kuEngland .Kumwe kupatasoka kunotosiririsa.I hope she’s just acting .Am not seeing her seriousness from the short I watched hapeno kumberi .If you are really serious lie on your bed then papas woita shoma.FACEbook is not FAMILYbook unoita chiseko chenyika sekuseka.

Well tomboti it’s true ndokupenga too shooting such videos for people to see zvemumba mako…type dzemubhawa chaidzo. Panopera hasha munonyara amuhure.I guess ndokusakwana kwacho.Looks like arume ari kunetsa zvekuti kuEngland kwawo uko” ….said
Shared in October 2016 after which she said people should leave her Stunner alone nefan yake

Newly married singer Desmond Chideme (Stunner) with Zimbabwean ….Dubai based girl Pretty Khumalo on Friday .

“The two love birds got some images taken in elevators ,corridors and in a hotel ” .Said a source.

Pretty went on to brag that “shark ihombe” implying that Stunner’s musvo stick is big.After enjoying time together as Pretty continued to brag , she posted the images on facebook .

Stunner officially married Olinda early this year .Olinda was in the middle of planning for their wedding scheduled for December.It is not clear if the wedding bells will ring or not.

 

Comment with your Facebook

comments

Loading...

Leave a Reply