Chii chinokonzera kuneta nekukurimidza kurara kwemboro yemurume pabonde!

0
7050

Chii chinokonzera kuneta nekukurimidza kurara kwemboro yemurume pabonde! Varume vese vanomboita nguva yaasinganyatsi kumira kwemboro, zvikuru kana ava nemakore anopfuura 50. Asi kune vamwe vanonogara vakadaro.

Chikonzero chikuru kusamhanya kweropa kwakanaka zvichibva pachirwere chemoyo kana BP. Kana zvaitika kwenguva inopfuura vhiki mbiri ngaaende anotariswa kuti moyo ne BP zviri papi uye oudza doctor kuti mboro haisi kumira zvakanaka panguva yekusvirana.

Koitazve kuti kutya kusamira kunoitisa kuti isamira. Saka murume anofanisa kusaita hanya nazvo. Kana mboro ichimbomira zvokukwanisa kupinza mumukadzi yozoti rukutu, zvinoreva kuti ropa harisi kunatsoizadza. Mukadzi nomurume batsiranai apa mukadzi agaropurudzira mboro idzidze kumira. Kusveta mboro kunowedzeresa kumira futi.

Loading...
Loading...