Chii chandingaita kuti nditundise mukadzi wangu pabonde?

0
9525

Chii chandingaita kuti nditundise mukadzi wangu pabonde?

Mukadzi anofanira iye kuva nepfungwa dzokuda kurara nomurume wake. Vakadzi vakawanda vanoda zvinhu izvi kupfuura varume vavo asi kungoti ukaita nguva usinawo kumbopiwa nguva refu nomurume wako, unongozopedzisira zvisisakunakiriwo wongosiya zvakadaro. Vakadzi vemumba vakawanda vanoti zviya mapedza, murume oita hope iye osara ozvibatabata kusvika atunda. Varume havanzwisisi kuti mukadzi anodawo kutunda. Unofanira kuita nguva uchirezvana naye uchiita nguva pakabhinzi kake uchiita zvaanofarira kuti uitepo, woitazve nguva uchikweshana naye, womunonokera. Uchaona kuti zvinhu zvinotanga kuchinja.

Loading...

Drop us a Comment