14 C
Harare, Zimbabwe
Thursday, April 27, 2017
VIMBAYI-RUSAKANIKO

Mimba kwemwedzi 9 – Mimba dzake nhatu dzinoonekwa kumakiriniki nekuzvipatara asi dzinozongotsakatika

MUNYAYA inoshamisa zvikuru, mukadzi wechidiki wekwaZiki, kuBikita, anoti aita pamuviri kanodarika katatu — pekutanga ndokuzvara chinhu chainge zidatya rinonzi dzetse kana kuti kamba asi...
Mukadzi pfambi

Ndaita mari nembeu yevarume vose vandinoshinhwa navo : Pfambi

MUKADZI shoroma anogara mumusha weBorrowdale, muHarare, ari kuita kuganza chaiko achiti aita mari nembeu yevarume VOSE vaanoshinha navo – iyo yaanokohwa, oichengeta mukadende kanogara...
JAMES-NYAMUKAPA

Mari yejuju yandipandukira ndinogara ndichetemwa nematombo nezvinhu zvisingawoneki

MUZVINABHIZIMISI wemubhuku raGufu, kwaMutoko, anoti ari kuoneswa ndondo nemasaramusi ari kuitika pamusha pake nekuda kwemishonga yaakaromba kun’anga iyo akazonodzosera ndokunzi aripe nemombe ina nembudzi...
madzibaba

NGIROZI yangu inouraya uye inodzosera chakayipa kuvaridzi : Madzibaba

MUPOROFITA wekuRugare, muHarare, anoti haana kusiyana nevaroyi sezvo achikwanisa kudzosera zvipotswa kuvaridzi vazvo izvo zvinenge zvatumirwa kunokuvadza vamwe vanhu.Madzibaba Strive Masango (30) — uyo...
PAMELLA-NEMWANA

Mwana akazvarwa aine MAZINO, MAZAMU ne VHUDZI

VAGARI vekuKwekwe havana kana nechekutaura mushure mekunge kasikana keko kane makore 15 okuberekwa kabara mwana ane mazino 4, mazamu akakura anotobuda mukaka, vhudzi kusikarudzi...

Ndakanopihwa mushonga wemari – Handisisina RUGARE nekuda kwekuromba kwandakaita uye Handichade mishonga...

MURUME wekwaNembudziya, kuGokwe, ari kureurura kuti akaenda kun’anga yekuMozambique uko akanopihwa mishonga yekutsvagisa mari pamwe nemhiko dzekuti haafanirwe kusvika parufu rwupi zvarwo, kana dai...
Nyoka inoda vakadzi

Nyoka inoda vakadzi yakabatwa – uye inoshandiswa mabasa ekuroya

ZINYOKA rerudzi rweshato — iro rinonzi rave nemakore 30 richishandiswa nechembere yekwaMurehwa kushinha nevakadzi nevarume — rakabatwa nechikwata chemaporofita nemusi weMugovera wadarika.Iyi inonzi imwe...
Polose Mokoena

Man killed and his spirit cannot find peace – He came...

THE dead man haunts his family members’ dreams, angrily demanding his tongue and 4-5 back But his family members cannot help him. Posole Mokoena (38)...

Latest Articles