Makuhwa Reloaded | Makuhwa
20 C
Harare, Zimbabwe
Friday, October 20, 2017
Mai Maria Marizani

Mwana akachinja kuita chimhuka chainge gudo

KAMWANA kakomana kane makore gumi okuberekwa kekwaSvosve, kuMarondera kanonzi kakaita chishamiso apo kakasanduka kuita chimhuka chainge gudo, panguva imwe chete komboita sekachembere kachichema sekatsi...
Reuben-Barwe

ZBC’s Reuben Barwe denies being manipulated by President Robert Mugabe

Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC) chief correspondent, Reuben Barwe has denied State media journalists were being manipulated by President Robert Mugabe’s Zanu PF to grant...
youth-gokwe

Gokwe youth pledges to uphold peace ahead of the 2018 elections

Youth in Gokwe South and Gutu Central have commended Heal Zimbabwe for initiating sports for peace tournaments in their areas as they help to...
Remove term: DRAMA AS BROTHER SISTER DRAMA AS BROTHER SISTER

DRAMA AS BROTHER SISTER CAUGHT HAVING SX UNDER PARENTS ROOF

A 24 year-old man from Bugwi village, Chief Bvute in Mberengwa was shocked recently when he followed his brother who had left their bedroom...
oskid

Oskid Bedroom drama – leaked controversial picture trending on social media

Award winning music producer, Oskid- real name Prince Tapfuma- has distanced himself from a leaked controversial picture that is trending on social media and...
MBUYA-JENIFFER-MAVHURA

CHEMBERE yowoneswa moto nezvidhoma zvayakapihwa nasahwira wayo

CHEMBERE yemubhuku raMasiyambiri, kwaSvosve mudunhu reMarondera, inoti yaoneswa ndondo nezvidhoma zvayakapihwa nasahwira wayo, izvo zviri kuirova nekuibvutira zvekudya mundiro nemumapoto zvichikanganwa kuti mbuya iyi ndiyo...
MADZIBABA-BRIGHTON

Muporofita akabatwa nerunyoka ashereketa nemukadzi wemuridzi

MUPOROFITA mukuru wechechi yeJohane Masowe weChishanu wekwaNyamande, kwaChinhamora, kuDomboshava anonzi akabatwa nerunyoka mushure mekunge ashereketa nemudzimai wemuridzi izvo zvakazoita kuti anwiswe weti yemukadzi uyu pajekerere...
kurova ambuya

Mukuwasha akaponda ambuya nembwa dzavo ndokuvadzura zino rimwe chete

MURUME wekuKwekwe anonzi akaponda ambuya vake — amai vemudzimai wake — avo vaigara kuSogwala, kuLower Gweru, ndokuvadzura zino rimwe chete iro raanoti ndiro ravaishandisa...

Latest Articles